Cleric Evan Mawarire is disgrace: Mugabe
Main News Religion

Cleric Evan Mawarire is disgrace: Mugabe

Self-exiled cleric Evan Mawarire is disgrace for allowing himself to be used by Western governments to demonstrate against the country during the just ended United Nations General Assembly in New York, President Mugabe said yesterday.

Mawarire, who had planned to rally his supporters to stage a demonstration against President Mugabe at the Zimbabwean Embassy in New York, suffered a severe embarrassment after a handful of people heeded his call.

Addressing scores of supporters at the Harare International Airport on his return home from the UN, the President described Mawarire as a “great shame’.

“Takazogara pasiwo, makanzwa nezve December 12, vakatumira vatungamiri vavo kuzotaura nesu tichivatenda ne basa ravakanga vaita.

“Ava vanonzi vanaMawarire hatina kumbovawona kuti vanga varikupi.

Evan Mawarire
Evan Mawarire

“Zvino fungai imi wee ndisu toga-toga tine twuvanhu. . .kanobva kuno kari one komhanya koyenda kuAmerica konotsvaga two, three, four zvonzi handeyi.

“Iri Zimbabwe yoga yoga mufunge zvinotonyadza.

“It’s a shame; a great shame hapana dzimwe nyika. . .zvinonzi hakuna democracy kuno?”

“Pasi rose hakuna here makakatanwa ariko? Pasi rose hakuna vanhu here vanezvichemo zvavo?

“Sei vasingawanikwewo kuUnited Nations. Kongoita tuvanhu twekuZimbabwe chete? Havafungewo ivavo. Takanzwa kuti naThomas Mapfumo wakazvuviwawo achinzi huya. Kuzodii?

“Chete kagroup keZimbabwe chete pasi rose? What a shame! A great shame!

“Vachitumwa nevarungu, hazvisi zvavo izvo. Vatumwi vachinzi endayi muite izvi, endai muratidze vakati izvi.

“Saka isu tunoti pasi nevanovatuma ivavo, mabhunu anovatuma ivavo nemaBritish vanovatuma ivavo nema Americans vanovatuma pasi navo.”-Sundaymail

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *